Skip to content Skip to footer

Victoria Falls Holiday on Less Than $85 Budget!

So, I am one of the people who thought you have to tengesa chigunwe for you to go to Vic Falls

I will show you how you can go there on a budget of less than $100 yhuwesi wozvipostera hako ma pictures ekufaka pressure kuma haters🤭

On a Friday after work, around 4pm pa Showground and get a bhazi (Stallion Cruise or Extra City) rinorara richifamba rosvika in Vic Falls around 6am, i hear it’s around $35

Wasvika Forosi wotsvaga zisadza rako kana re $3 wotsindira nemvura wakamirira kuti kuvhurwe kuma falls

Around 9 wakupinda, it’s $7 for the locals kusvika waneta, you can even spend the whole day urimo,

Make sure une phone ine memory coz uchatora ma pictures and videos ka chii chii 😉😉 that means so far tashandisa $45

Around 4 watomirira bhazi rako kudzokera H, unogona kurova rimwe zisadza futi rekukavhira kusvika monaz, toti futi $3, then $35 yekudzokera, we now on $83

Don’t worry about ma lodges and hotels coz haurariko, even ma restaurant kana ana crocodile 🐊 chii chii havana pressure, remember tine tight budget

After all, nobody really knows kt wawarova zisadza rako kana vakuona mapictures aya aunenge wakati Boss Lady, it’s been God from Day One, nana Rich Auntie chii chii 😉😉

Ipapo inenge yangova pressure after pressure kuvanhu, apa unenge uchiti hako haaa i jus decided to take myself on a short vacation to jus refresh chii chii paya

So, that means $83 inotokwana

Wakutoposta mapikicha ane mafirita 😹

Leave a comment

0.0/5